O Mwari Muri Zuva Rangu
1.8M views · Jan 10, 2026 · Music
Comments · 598
@Kdeetopg · 9 months ago
Ndicha liker macomments enyu mese❤❤haa pakabikwa apa
52
@KimberleyRutendoMutambara · 9 months ago
Ndawana song yeku namatisa nekuridza nguva dzangu dzese . Kubva nhasi zvenyika ndasiya pasi ndakunamata.
151
@tedmatable · 9 months ago
Mugore ra 2015 ndakawanirwa nyasha Mwari wakandipa murume akanaka. Mumwedzi mishoma ndakabata pamuviri. Pasina nguva pamuviri pakabva, rakabva rangova dambudzika pamuviri pandaibata paingobva kusvika gore ra2019. Ndakanzwawo nezve healing crusade yaiitwa naPastor Chris Oyakhilome chero online payoutube ichiri kungoitwa. Ndikat regai ndinonamatirwawo. Mushure memwedzi ndakabata zve pamuviri. Gore rakatevera February 2020 Mwari vakandiropafadza nechivhindikiti chemwanakomana, vakandipazve musikana, vakazotevera mukomana. Ndakaropafadzwa nemajaya maviri nechimhandara.

Kunemi Mwari mazwi anokodzera kukutendai hapana asi neupenyu hwangu ndibatsireiwo kukukudzai, kukunamatai, nekuendesa humambo hwenyu kusvika kumhenderekedzo dzenyika. Muri zuva rangu, munopenya nguva dzose paupenyu hwangu!
225
@AlistaPaul · 9 months ago
Aripano ndiyani tinamate tose kutenda chipo chehupenyu kudzosa tariro amen
176
@deanchawira2970 · 9 months ago
Repair my heart lord l am a sinner but l need your hand 🖐 ❤
56
@AMildlyConcernedHuman · 7 months ago
Oh Mwari muri → “Oh Lord, You are”
Zuva rangu → “my sun”
Munodziyisa → “You warm”
Moyo yese → “my whole heart”
Munonakisa → “You make beautiful”
Vanhu venyu → “Your people”
Munokurisa → “You lift up”
Mweya yavo → “their spirits”

(Oh Mwari) → (Oh Lord)

Oh Mwari muri → “Oh Lord, You are”
Zuva rangu → “my sun”
Munodziyisa → “You warm”
Moyo yese → “my whole heart”
Munonakisa → “You make beautiful”
Vanhu venyu → “Your people”
Munokurisa → “You lift up”
Mweya yavo → “their spirits”

Kunemi dima → “Where there is darkness”
Hakuchina → “There is no more”
Kune kupenya → “only brightness”
Basi baba → “Only You, Father”
(Isusu) → (It is us)

Isu toganza → “We bow down”
Ndimi basi → “Only You”
Kuti ponesa → “So that You save”
Misi yese → “all our days”
(Nhayi Mwari weee) → (Oh Lord, ohhh)

Oh Mwari muri (muri) → “Oh Lord, You are (You are)”
Zuva rangu → “my sun”
Munodziyisa (mo-o-o-yo) → “You warm (my heart)”
Moyo yese → “my whole heart”
Munonakisa → “You make beautiful”
Vanhu venyu → “Your people”
Munokurisa → “You lift up”
Mweya yavo → “their spirits”

Takafanira → “We are meant”
Kumukudza → “to glorify Him”
Nekutisika → “and for making us”
Makaita → “You have done”
(Mwariweee) → (Oh Lord)

Muka kohomedzesa kuti → “And bless that”
Makomborerwa → “You are blessed”
Zvirokwazvo → “truly”
(Nhayi Mwari weee) → (Oh Lord, ohhh)

Honayi varombo → “Look after the poor”
Kwese kwese → “everywhere”
Ngavapfumiswe → “Let them be blessed”
Ndimwi Baba → “It is You, Father”
(Ne-avo) → (And those)

Nevanorwara (Ngaa) → “And the sick (let)”
Ngavarapwe → “them be healed”
Nemwoyo yese → “with all hearts”
Inoneta → “that are weary”
(Oooh Mwari weee) → (Oh Lord, ohhh)

Oh Mwari muri (muri zuva) → “Oh Lord, You are (my sun)”
Zuva rangu (Imi) → “my sun (You)”
Munodziyisa (mo-o-o-yo) → “You warm (my heart)”
Moyo yese → “my whole heart”
Munonakisa (Vanhu venyu) → “You make beautiful (Your people)”
Vanhu venyu → “Your people”
Munokurisa → “You lift up”
Mweya yavo → “their spirits”
64
@MarvelousBauleni · 4 months ago
Guys this song kaaa it's emotional but also prayerful Dai mwari vakomborera wese anoliker comment yanku
8
@SetiMpofu · 9 months ago
The song 🎵 brings me so close to the holy spirit thinking of where l come from God protected me and I have done so little for Him
29
@trecytchikangu2399 · 9 months ago
Thank you so much ndawana song yekunamatisa ❤who else is here for old hymns 🎉
123
@PrincessAisher · 8 months ago
Veduwe ndipeiwo hug please l'm at lowest level 😭😭😭
114
@deanchawira2970 · 9 months ago
😢😢😢 sometimes when l feel low and lonely like now l do seek my refugee in you lord, once showed fake love but you my lord your love is unconditional may you heal my heart ♥
16
@rethabilelebona195 · 8 months ago (edited)
Ke Mosotho, empa ke mametse Pina ena kaofela. 🥹

Indeed "o mwari muri wa Rangu" ❤👏🕯

13/03/26

00:17 ❤❤
14
Up next

Mwari Wazadza - The Unveiled ft Sipho Snowy (Official Live Video)
The Unveiled · 3.4M views

O Mwari Muri Zuva Rangu | Offical Music Video | Tatenda Timothy Kashiri
Tatenda Timothy Kashiri · 1.1M views

Untitled
The Unveiled, Nashie Zim, Tatenda Timothy Kashiri and more

DEEP SHONA GOSPEL WORSHIP MEDLEY Zimbabwean Gospel | Powerful Worship Song
ANOINTED SOUND MUSIC GROUP · 85K views

Pfuurai nepano Ishe Wangu | A Powerful Shona Gospel song for difficult moments | ChristFormed Music
ChristFormedMusic · 24K views

Garai Neni Nekusingaperi
Mart Music Ministries · 377K views

Musandipfuura Jesu
Tatenda Timothy Kashiri · 63K views

THE BEST MAPOSTORI GOSPEL SONGS 2026 VOL. 1 🔥 | 35 Minutes Nonstop Trending Apostolic Worship
Zim Gospel Vibes · 89K views

Ndakanzwa Minana Yamakaita
UncleK Online · 1M views

Worship addicts DVD : Takesure Zamar Ncube (Tk Zamar)
Takesure Zamar Ncube · 2.5M views

Munoshamisa/Taidziwanepi Nyasha
Taanashe Washe · 60K views

O Mwari Muri Zuva Rangu
Tatenda Timothy Kashiri · 487K views

Bako Rangu / Munenge Muneni - (Live at JWMF25) | Minister Michael Mahendere & Direct Worship
Minister Michael Mahendere · 5.1M views

Mazambara Ariyo (Ane Runyararo) | Traditional Shona Worship Chorus | Peace in God
ROZVI PRINCESS · 1.1M views

😭KUTI NDICHI CHEMA WORSHIP SESSION BY APOSTLE PETER AND CAROL NYAKUBA SHONA OLD HYMNS SONGS
Apostle Peter Mazvidza and Carol Nyakuba · 48K views

Celestial Chorus Vol. 2 - Kune Kupenya Mugomo (ft. Rudo Madindi)
Celestial Chorus · 4.2M views

Tinashey Mutandwa - Ndoda Mwari (Hymn)
Tinashey Mutandwa · 1M views

Ndinoda Iwe (SPASOR DVD) Live Official Video-Blessing Jeduthun Ft Takesure Zamar Ncube
Blessing Jeduthun Official · 6.8M views

Shona Hymns Medley Vol. 1
Spirit Wave Worship · 52K views

Praise Rays - Ndauya Kuzokusumayi Nyaya
Praise Rays and Choir Of Praise · 1.1M views