Ads skipped

Murume wangu aida kuti ndifire mujeri nekuda kwe girlfriend

28K views · Dec 24, 2025 · Entertainment

Comments · 158

  • @mercymukonza9814 · 10 months ago

    Zvamunoona vanhu vanonzi varume vanorwadzisa. Very sorry mhamha  Mwari variko

    31

  • @Spo7017 · 10 months ago

    Munamato wangu kuna Mwari, wese akachemedza mai ava ngaasangane nemurango wake wakafanira. Pane zvese Mwari zvandinonamatira uyu munyengetero ndinzweiwo 😢

    18

  • @VaNdaita2025 · 10 months ago

    Create a go fund me for this lady and ensure the husband is not part of it

    12

  • @judx34 · 10 months ago

    Hamuna murume, mune mhondi.. Munofira mujeri mahara amai.. Siyai benzi remurume uyu

    17

  • @TessC31 · 10 months ago

    This is so so sad. Mwari pindirai.  You are in my prayers . That child is a blessing from God.

    12

  • @shyletlupa5453 · 10 months ago

    Dai ndine mari ndayiwachengeta hangu😢this is so sad eish

    19

  • @RozinaTeedzayi · 10 months ago

    Baba wakarombera chihure waida Muri mwana afe mhiko dzakatadza kusbanda

    11

  • @andersonkatema5764 · 10 months ago

    I am a man but amai ava ndavarwadzirwa. So sad and this guy is just a curse and disgrace to men.

    4

  • @qondilemlotshwa8155 · 10 months ago

    "ndinoenda kupi naFari"  this was so deep😭😭😭

    4

  • @jerithachimhamhiwa5182 · 10 months ago

    Yeah 😢unosvika pachikamu chekupedzisira , it is well mama Mwari akakupai fari kuti mbiri yaMwari ikudzwe very soon muchapupura kunaka kwavo Jehovah

    4

  • @preciousmangwende3719 · 10 months ago

    I dont know what to say but mai vangu havana kugara ,or baba vakaenda vakasiya mai vangu nechirema chavo .Community stood by her bless your soul mama

    3

  • @EsphinaKanyume · 10 months ago

    Yaa true a GoFundMe is needed, havana kutaura mari irikudiwa

    1

Up next

LIVE

Chegutu: Mukadzi ocheka mukadzi aidanana nemurume weshamwari yake nebanga

Destiny TV · 138K views

LIVE

Westhood: Mbavha dzakaba dzikasiya dzapisa imba

Destiny TV · 22K views

LIVE

Kadoma: Murume ouraya mukadzi nemwanasikana wake akanga akazvitakura

Destiny TV · 34K views

LIVE

Hurukuro Nemwana wava Synos Ruvengo , Luckson Ruvengo arikupomerwa kurwa nababa nenyaya yemba

Saint Tv · 14K views

LIVE

Exclusive interview with Tendai Biti /2027 Budget/ Gold looting/ Collapse of MDC/ Corruption .#fyp

Sources Media Network and Front Page Zw · 37K views

LIVE

STOLEN BABIES #MunhavaMunei ?

ZTNPRIME · 80K views

LIVE

Chegutu : Mhondi yakacheka munhu gurokuro ikawanikwa yakazara ropa pahembe

Destiny TV · 91K views

LIVE

Mukadzi akauraiwa nescrewdriver ovigwa, "Ndaita mari nekukechwa kwaLillian" Guard wepabhawa otaura

Destiny TV · 28K views

LIVE

HARARE...(MABVUKU)........... VATENGESI VE DIESEL VOROYANA PABASA

Drewmas Media · 28K views

LIVE

Hopely Evictions: Havana kutipa mukana wekuti tibvise property yedu vasati vapwanya dzimba dzedu

Destiny TV · 24K views

LIVE

Ndakapona nepaburi retsono ndatemwa nezidombo mumusoro pa checkline vakandikanda munjanji

Destiny TV · 5.4K views

LIVE

Chief Mutasa - Ndakanzwa Mukadzi Wangu Achichemerera Paaitwa neChikomba. Chikomba Chanetsa Icho.

Nhimbe TV · 337K views

LIVE

Anobira mari vabereki vake mapofu nekuvarova achishungurudza nekuda kweMutoriro

Tafarah Foundation · 28K views

LIVE

MT DARWIN.....MUGODHI WAKADHIRIKA UNOFUNGIDZIRWA KUTI WAKATSITSA VANHU VAKAWANDISA

Drewmas Media · 14K views

LIVE

TUESDAY UPDATE 24 NOVEMBER - Ganasavea Leiataua SETV

Samoa Entertainment Media & Tv Channel · 647 views

LIVE

Part 2 | Nyaya yamai vakabirwa mwana (2 weeks old) paGulf after vapihwa $2 nevamwe mai

Destiny TV · 72K views

LIVE

Bindura :"Aigara achitaura kuti murume achandiuraya nhasi zvaitika" - Murume oponda mukadzi nemupini

Destiny TV · 60K views

LIVE

NYATSIME | Madzibaba vombunyikidza vanakomana vachivabata-bata nhengo kumasowe

Destiny TV · 23K views

LIVE

Mukadzi Achema Misodzi Mudare Pamberi Pechikomba Batsirai kutonga nyaya CHIEF BUSHU naChief Dotito

Zigo · 111K views

LIVE

Epworth: Mukadzi odhedha murume nebanga kusvika matumbu abuda panze

Destiny TV · 45K views

YouTube, with the door locked.

Aegis plays a clean stream instead of YouTube's player, so pre-roll ads, trackers, and fingerprinting never ride along. Drop Shields any time if you want the official player back.