Mukadzi Achema Misodzi Mudare Pamberi Pechikomba Batsirai kutonga nyaya CHIEF BUSHU naChief Dotito
112K views · Dec 3, 2024 · Entertainment
Comments · 611
@nyashaUzande · 1 year ago
Mkadzi we hat ye red ndiye akangosanganisa sanganisa zvinhu nemakuhwa achigadzirira murume wake mhosva otherwise vanhu havadanane ava
14
@josephmanjoro3885 · 10 months ago
Mmmmm iyi inoda rerun sema elections emuzimbabwe.Mambo matadza apa
6
@TawandaMurindi · 1 year ago
Aaah kuroorerwa mukadzi namumwe murume dofo remurume iweee ndooo pavava kuchidanana manje cz aroora pazvimhu zvaaaina kuita mambunyikidza munhu kuripa zvasina kuita apa kukakama kwemunhu imhosva here machinda amambo imi haa apa matadza apa
28
@barbramapondo2322 · 1 year ago
Chief Bushu I respect you but apa matadza kutongawo apo....
6
@KudzieGondoro · 1 year ago
Kutaura chokwadi apa mambo matonga zvisizvo apa, becz murume uyu haana Prof yekti akabata chikomba . Ko kna murume uyu achida kungobhadharwa chte . Dai ndiri mukadzi uyu ndaibva ndaramba murume uyu zvachose idofo remunhu . But apa mambo maita zviri anfree
30
@ReginaMotsi · 1 year ago
This judgment was unfair shame 😢
3
@amosmukunga · 1 year ago
But I think on this issue the accused person was not given enough opportunity to defend himself zvakanyatsokwana ini ndaona sekuti murume uyu anga asiri chikomba
5
@MartinChimwee · 1 year ago
Chando ziva hangu guys ano chema mudare ndiye anemhosva, thanks are due to the Chief
3
@richardephraim8695 · 1 year ago
Zviriko here izvi, humbowo hwemakuhwa wotova effective mudare iri, pamberi pemadzimambo maviri. Uku ndiko kukundikana kutonga nyaya. Chief Bushu na Chief Dotito dzokerayi kuchikoro chekuva vatongi.
12
@berthapaison7905 · 1 year ago
Haaaa inini hangu mambo Vandiver gonera mai Ruva vakawirirana nemrume so vakuitira kuti mombe dzisabude but chirevo chetauro tese tochiziva weduwe, well done Mambo
6
@blessingmubaya3462 · 11 months ago
This is unfair sure this woman is innocent
7
@memorymuchichwa8574 · 1 year ago
Dare iri rinodzvanyirira vanhu yooo
9
Up next

AKANYENGA NEMUKADZI WANGU! Murume Achema paChief Ngezi
LIVE PRIME TV · 5.1K views

Zvopisa Tsitsi Kuzama Kuroora wobva wadyirwa Bota Remukadzi neShamwari yekubasa! Dare RaChief Makoni
Zigo · 149K views

Tsvimbo Mutauro TV is live!
Tsvimbo Mutauro TV · 417 views

Ambhuya Vakandibatabata Kusvika Ndatadza Kuzvidzora, Ndikaita Bonde Navo
SlyMediaTv The Biggest Online NewsChannel in Zim · 414K views

wakazvitemba wobva watukwa zvinyadzi pamberi paMambo !! Kunzi Dhodh* Imbw*
Zigo · 127K views

Themba Mliswa Is Behind Uebert Angel's Arrest. He Lied That He Was In UK. He Was Never On The Run.
StreetNews Backup · 4.9K views

DARE RACHIEF NEMAKONDE: BOTA NDAKADYA NEMHIRIPIRI
THE CLOSURE TV and The Closure DNA Show · 90K views

ndanzwa tsitsi shuwa nyaya iyi kwaMambo Bushu yakatozosvika pakufa pemwana, apa evidence tiiii
Zigo · 69K views

batsiraiwo kutonga nyaya iyi murume uyu akurambidza mukadzi kuenda kubasa CHIEF BUSHU pachemwa
Zigo · 185K views

Chikomba Chonyadziswa Mudare, Hanzi Nhengo Yake Iduku
SlyMediaTv The Biggest Online NewsChannel in Zim · 209K views

Chief Mutasa - Ndakabata Mukadzi Wangu Yakanyura Mambo. Chikomba Choridza Mukadzi Nekuda KweChingwa.
Nhimbe TV · 93K views

SAD Story, Wrongly Convicted Of Stock Theft, Parent, & Siblings Poisoned, Rejected By Relatives
ZimNews Beat Tv · 26K views

Chief Mutasa | Mwana AnondiDongorera Usiku nepaWindow,Achiti Munaani imomo
KUNASHE STUDIOS · 71K views

Ndakamubata Red-handed neChikomba Mumba Mangu. Mukadzi Oti Ndishofe Angauya kuBusiness - Chief Hata.
Nhimbe TV · 44K views

Part Two | The Village Scandal: Sabhuku Nemukadzi Wemunhu? Chief Chinamhora's court-Chibanda media
Manass-Chibanda · 15K views

VP Chiwenga confront Mnangagwa in Yesterday's Politiburo meeting at ZANU PF HQ fire
Kgmadokero · 890 views

mashura kwaBushu Headmaster kurohwa naMai veGirlfriend kutobviswa hembe CHIEF BUSHU naCHIEF DOTITO
Zigo · 51K views

batsiraiwo kutonga nyaya iyi amai vanoroya here ava kushaya 1 witness zvayo yekunangwa huroyi
Zigo · 42K views

GOKWE NDAVE ne 8 months murume achiramba kundipa bota- Mudare ra Mambo Chireya
JCTV AFRICA · 16K views

Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
TICHKACH MTV · 143K views