Ads skipped

Mbinga Inopa Vanhu Mota Huyai Munzwe Zvandinoita Husiku Kana Iye Akarara

25K views · Oct 18, 2026 · Entertainment

Comments · 127

  • @lorrainencube7343 · 1 month ago

    Ist confession kuna mwari kudenga Mira uone shamhu yamwari

    8

  • @queenbosssssss · 1 month ago

    Ist confession ummm dia ndarwadziva zvangu how you treat this guy, munororweiko nevanhu vakaremara vamusingade, unaona kuzosara ne ngozi murume uyu afa pane zvese zvavakamuitira remember rina hariputirwe

    7

  • @jamesbond1157 · 1 month ago

    1st con this will end in tears 😢

    4

  • @fortunatetaruvinga9255 · 1 month ago

    Morning my sister in 1st confession, pray for your heart ,ask God to transform it so that you can love yr husband, kutotsanya chaiko ,moita block uyo Tino chero zvidii furatirai ende morega kucheuka ,uye mukasatendeuka  kudenga Mwari achakubvunzai kuti ko murume wandakakupa sei waimubata like that ,zvese zvatinoti ndezvedu hazvisi zvedu asi zvipo zvatapihwa muridzi wazvo ndi Mwari saka let's maintain everything God gave us ,let's not abuse those gifts

    3

  • @paulinemckenzie9594 · 1 month ago

    Iwe naTino vako munotoroya zvenyu. Kumberi uko mwari achakugadzirira size. Don't do that, please.  Musiye usati vamuuraya

    5

  • @sekmamoe · 1 month ago

    Chinja moyo wako sis why uchidaro

    10

  • @EdinahKambanje · 1 month ago

    Muudze chokwadi hako usiye mwana wevanhu first confession.

    4

  • @mbuyakiki7493 · 1 month ago

    1st confection uuuuuu wakaparira hama dzako ngozi ichapedza dzinza wena

    3

  • @SarahMupandawana-v9y · 1 month ago

    2nd confession mmm mwari  nevadzimu vako vanokuda  usarege kunamata

    3

  • @jephithamakuvire1676 · 1 month ago

    Stop that evil deeds otherwise God will curse you.

    12

  • @Mafish-w3b · 1 month ago

    Kuseka zvangu yaaaa pakaipa asi hhmmm musatamba nemoyo wemunhu nenzira dzakadai apa fred arikutozviuudza kt vana ndevake asi makaoma vaskana mwari vachatonga zvavo

    6

  • @PreciousNyarufuka-h2c · 1 month ago

    Hutsinye itai henyu asi Mwari havarambe vakanyarara

    2

Up next

LIVE

NDAKAENDA KUGHANA NDIKASANGANA NEMAPASTOR ANE MBIRI

Clipped_Zw · 11K views

LIVE

Chiwenga Ataura Mashoko Ashamisa Vanhu Pamusoro Pemusoro waSir Wicknell Chivhayo Wakashaika😭😭😭😭

Zim Focus TV · 26K views

LIVE

Huyai munzwe nyaya yemuroyi akafumurwa pa Rufu na Mwari

Zim Facebook Secrets And Confessions · 6K views

LIVE

Zvakatangira Pakupihwa Land Cruiser Ne Mbinga Yakaromba Mota Yacho Yainhuhwa Ropa Rechitunha

Zim Facebook Secrets And Confessions · 16K views

LIVE

HUPENYU HWA ANESU

LOVE,LIFE AND LESSONS and AUNT MASIZIBA THE STORY TELLER · 1.9K views

LIVE

Ndaka zviPuwa NaMadzibaba Ve nguwo Tsvuku

Dear Auntie Glory · 24K views

LIVE

Zvinotyisa Maid Uyu Akawana Basa Ku India Zvaakazoitika After

Zim Facebook Secrets And Confessions · 22K views

LIVE

Murume wemkadzi wekuzviuraya otsanangurawo side rake #subscribe

Clarah S Mushonga · 15K views

LIVE

Pakafa Mbinga Yakaromba Mota 7 Dzaka Tsika Vanhu Vakatofa Parufu

Zim Facebook Secrets And Confessions · 8.9K views

LIVE

Huyai zvakaitika pandaka takura chitunha chikamuka

Zim Confessions Back Up · 3.7K views

LIVE

6 YEARS MOTA DZANGU DZICHIDRAIVHIWA NEMURUME AKAFA2003 HUYAI MUNZWE SHURA RIRI PANO

MAMO SECRETS AND CONFESSIONS · 33K views

LIVE

Prophet Makandiwa vafumurwa urwere hwemukadzi wavo naKobo, zvinosiririsa

Hamu · 57K views

LIVE

Amai vangu vakandipa mushonga wekuti murume wangu Asandirambe manje mushonga wacho waka expire

Zim Facebook Secrets And Confessions · 13K views

LIVE

HUYAI MUNZWE NYAYA YACOMEDIAN AKAPIHWA MOTA ZVIRI KUITIKA KWAARI

Zim confessions With Tete Nyasha · 15K views

LIVE

Ginimbi Huyai Munzwe Kuti Sei Mbinga Dzichi Geza Maoko Ne Champaigne Nekuita Ma All White Parties

Zim Facebook Secrets And Confessions · 64K views

LIVE

Ndakazvara Datya Ndaroorwa Ne Mbinga Huyai Munzwe Pazvakatangira

Zim Facebook Secrets And Confessions · 8.3K views

LIVE

Nyaya Ya Maid Uyu Ariku UK Inotyisa

Zim Confessions Back Up · 17K views

LIVE

VANHU WESE VANOSIYA VHUDZI MU BARBER KANA MAGERWA HUYAI MUNZWE MASHURAARIPANO

MAMO SECRETS AND CONFESSIONS · 25K views

LIVE

HUYAI MUNZWE NDINI NEMURUME WANGU TAKAKODZERESA ACCIDENT YECOMBI YAKATSVA

Zim confessions With Tete Nyasha · 15K views

LIVE

Huyai Munzwe Ndiri Kufa Ndiine 32 Years Nemafiro Achaita Vanhu Nema Kidneys

Zim Facebook Secrets And Confessions · 17K views

YouTube, with the door locked.

Aegis plays a clean stream instead of YouTube's player, so pre-roll ads, trackers, and fingerprinting never ride along. Drop Shields any time if you want the official player back.