Ads skipped

Family Scars: Ndasvika pakuramwa mwana wangu hatimhoresane phone number yake handina kuisaver

17K views · Nov 19, 2026 · Entertainment

Comments · 49

  • @MilcaZinganga · 3 days ago

    First  caller kana maiita zvekuchinjanisa zvikomba muchiisa mumba mwana achiona inogona iriiyo problem  yakamurwadza .mwana will not respect  you ever again anotokuvenga . Anenge ari emotional abused  zvekuti his behavior  will change  for life. Ini personally  lam a single  mom l raised a baby boy alone until form 4 but haana musi waakandiona ndichiisa zvikomba mumba . Haagoni neni akaenda ku holiday  anenge achifona everyday kuti mama are you okay .our bond is unbreakable.  Saka check background  yekumashure maybe the bond was not there muchiita zve mujolo.  It's  my own  opinion  based nezvataura Mai avo lam not judging  her..

    6

  • @NomaMasuku-y7h · 1 day ago

    Yah first mom ka mofanirwa kutomira chayiko

    1

  • @selfaalpha6551 · 3 days ago

    ndoterera every chirongwa i then realized kuti I am very strong according to what I went thru as an orphan growing up,ndikauya neyangu nyaya munhu wese anochema ndat 😢

    3

  • @gregtorto6119 · 4 days ago

    first caller kana pasina nyaya zvemashuwa maybe mwana wavo ariku affectwa ne adolescence

    2

  • @mhofu02 · 4 days ago

    Pazvirwere tete is correct it's called PNI malife circumstances lead to illness later in life diabetes cancer hypertension mental health dementia it's unsolved mental health

    2

  • @Palaz_Adventure · 3 days ago (edited)

    Ama2k hamusikuaziva imi! He might be doing drugs

    3

  • @CeciliaMakanda · 3 days ago

    Mwana wekufirwa namai ngavaregerere Maiguru lni ndakakura ndisina baba vangu vakadzokera kumusha kwavo varambana namai vanga vari veku Congo Tete ndaigona chikoro zvekuti Mai vangu vaishanda kuma Yard mari yekuzoenda ku Secondary ndakaishaya ndikakumbira mari yechikoro Sekuru vaiti ndosaka wakatizwa nababa vako Handina mari vana vangu vanoda kudzidzawo Tete ndaienda kuchikoro netsoka chaidzo apo unebhegi remangai muhomwe muswere wese wezuva Saka ndakati zvirinani ndirorwe zvangu Mwari vakapindira Dai vanhu vakaziva varegerere zvako Ndakabuda munyika ndikaenda kuchando pandakadzoka ndakavaigira Suit yakanaka chaizvo ndikavapa ivo vana vavo kana mumwe chete akavatengera lyezvinho vakafa maSvuits angu maviri Saka kuregerera kwakandibatsira Vape vavengi vako vaone ruoko rwaMwari ❤️🙏🏼

    1

  • @MissP-by2su · 3 days ago

    Tete I think kuregerera unogona kuregerera munhu not a problem but zvekuzova close to that person I don't think it works, he or she will hurt you more,, some people jus don't change, caller akabuswa namaiguru usawaster mari yako pavari I don't think vangade kunzwa any good news about you

    1

  • @MemoryTilder · 6 hours ago

    Pese panofonwa Mhofu dairai andisi kukwanisa kudaira , Mhofu dairai nekuti zvikuitika Andisi kunzwisisa pavana vako manje eeeeh ndregei zvangu ndinyarare ndava bho nenyaya iyi😊

  • @annierupiya7912 · 3 days ago

    Mwana uyu anogona aine akamufuratidza Mai vake amai dzifambirei nyaya idzi mugadzirise fast

    2

  • @sibomufudze8451 · 2 days ago

    You can forgive your mai guru but siya vari kwavari ikoko.If you try to bring her closer to you unozozvidemba

  • @Viewer-v1j · 4 days ago

    Start at <a href="https://www.youtube.com/watch?v=JMLFDbFXsJA&amp;t=960">16:00</a>

    5

Up next

LIVE

Diaspora Marriage Complexities: Murume wangu arikuramba kurara neni anoti ita bonde nemwanakomana

Tilder LIVE ZIM · 16K views

LIVE

Family Secrets and Confessions: Ndiri kutengera girlfriend yangu parashuti

Tilder LIVE ZIM · 8.5K views

LIVE

Hidden emotional pain of men | REAL TALK FEAT A.N MUDAU | S5.E60

Red Dice Pictures · 79 views

LIVE

MUTARE REMAND | Police yakaridza 7 Shots tichiNzvenga

KUNASHE STUDIOS · 18K views

LIVE

SAD Story, Wrongly Convicted Of Stock Theft, Parent, & Siblings Poisoned, Rejected By Relatives

ZimNews Beat Tv · 17K views

LIVE

Gift Amuli On The Artist To Artist MonoCast With Mono Mukundu

Clive Mono Mukundu · 9.9K views

LIVE

Ndakazvipuwa na Madzibaba Diago

Dear Auntie Glory · 14K views

LIVE

Mukwasha Anonzi Akapindira Hambuya Ari Musvo — Mhuri Yashamisika

DZIRIMUDARIRO · 2.4K views

LIVE

NDAKAONA TSOKO MUMBA MANGU IKANDIBVUNZA MUBVUNZO WAKANDITYISA | ZimUntold Stories #soko #storytime

Sliq Media TV · 6.1K views

LIVE

MAYAMBARA DAM HORROR:"Tadiwa mugari 15yrs azvich€ka neb@ng@ akazv!w!dza mumvura" AMAI VOKUNGURA 😭😭😭

HOT ZIM TRENDS · 15K views

LIVE

Trending Stories | Butterphly, Mr Dobie, Ghost Lady, Dobie Birthday, Prince Chigwida

Dj Ollah 7 · 19K views

LIVE

Domestic Issues with Dr Choga and Dr Nyamakawo

Tilder LIVE ZIM · 35K views

LIVE

Mufundisi weAFM Ofumururwa Nemusikana Waakamitisa Nekuti Akuramba Kuchengeta Mwana Waakamupa !

MUMA STREETS · 9.2K views

LIVE

Norton: Mukadzi ouraya murume nefoshora mushure mekunge murume aona kuti anezvikomba

Destiny TV · 33K views

LIVE

On the Spot | Aaron Mtukudzi speaks: Childhood, growing up with a stepfather, music journey

Dj Ollah 7 · 34K views

LIVE

Full Story yeMusikana wekwaMutare Akazviuray after Aramba kutorwa matest eHiv ekuti Aende kuUk

Zim Gossip Updates · 28K views

LIVE

Takamukwazisa, Haana Kupindura Akabva Ashanduka Kuva Moto! | Zim Untold Stories #scarystories #Sliq

Sliq Media TV · 5.6K views

LIVE

Murume kuchovha bhasikoro parufu asina kupfeka😂 // Murume kuchengeteswa mwana asiri wake (19 NOV 26)

Nhepfenyuro Online · 13K views

LIVE

Murume Uyu Handiguti Ba Kanhu Kake Kadiki. Mukadzi Orohwa Poto neChikomba Murume Ari muJeri - Nyanga

Nhimbe TV · 23K views

LIVE

WHAT HAPPENED WITH VEE ? WHERE IS SHE AND WHAT HAPPENED? #storytime #maids #zimbabwe #chiemasiziba

Chie•Masiziba🤍 and The•Retired•Housewife🤍🎀 · 31K views

YouTube, with the door locked.

Aegis plays a clean stream instead of YouTube's player, so pre-roll ads, trackers, and fingerprinting never ride along. Drop Shields any time if you want the official player back.