"Mwana wangu andiparira" Mai vemurume wekuuraya mukadzi ne screwdriver votaura
30K views · Nov 21, 2026 · Entertainment
Comments · 104
@TeeeRingos · 2 days ago
Pamwe mukadzi nemukomana uyu vakabatirwa mishonga wekuti vasiyane. Zvinogona mukutsvaka unenge usingazivi kuti kuparadzanisa kwacho kunogona pakusvika pakupfuudzana.
14
@ThembeMgutshini · 2 days ago
Hanzi naMai Muusha zvaisakuitirai imi vakuru asi iye zvaimuitira 🙌🙌🙌🙌.nyaya dzerudo dzonetsa
10
@KupaChakacha · 2 days ago
Stella the best journalist
6
@Ndamuonandamuziva · 21 hours ago
Lillian haana kukutadzirai mai Agere. Akakutadzirai mwana wenyu aisateerera. Lillian was a victim,airohwa nemwana wenyu kusvika pakuuraiwa.Airamba kurambwa.Munodzimba mhuri yana Lillian. Vanhu vose vataura vekwaAgere muri kusupporter an abuser. Vavakidzani vose na landlord vakataura wani abuse yaiitirwa Lillian nemwana wenyu.Musazodaro veduwe. Lillian atosiya vana vari nherera
3
@moreblessingdzama7574 · 2 days ago
Sorry cc kubereka mazuvaano yakuita kunge mhosva<br>Be comforted cc
8
@rumbidzaimusengezi5860 · 2 days ago
Joni ndokwazvakabva I'm sure changa chatove chijairira kuuraya
12
@MonalisaDemadema · 1 day ago
Ririyeni naTakunda makazvisimudzira mhepo nekusvotesa amai
4
@90grind · 2 days ago
mwana haaendi kusouth africa kunotsvaga basa
4
@valentinechikarango8009 · 2 days ago
Vana vanoparira
6
@90grind · 2 days ago
so she is saying the one killed doesnt matter this lady lacks a heart
7
@ChipoMutsvangwa-c3c · 2 days ago
Love does not judge.
1
@narok_engai · 2 days ago
A very sad episode among my brethren. Take heart.
Up next

Dare Remachinda Season 4 || EP 4
Dare Remachinda Official · 2.4K views

KUVULWE ESAMAGUGU ENYOKENI.ABE MARCH AND MARCH ENKANTOLO.1KZNTVNEWS 20 NOVEMBER 2026.
1KZNTV News · 1.6K views

MUTARE REMAND | CID YakazoBata Bhazi paNyika
KUNASHE STUDIOS · 78K views

Norton: Mukadzi ouraya murume nefoshora mushure mekunge murume aona kuti anezvikomba
Destiny TV · 33K views

SAD Story, Wrongly Convicted Of Stock Theft, Parent, & Siblings Poisoned, Rejected By Relatives
ZimNews Beat Tv · 17K views

A MYSTERY OF THE MISSING BOY: TINASHE MUGABE DNA SHOW 22 EP22
The Closure DNA Show · 133K views

Jovo Bakić: Kada SNS bude očišćena od kriminala moći će da dobije i mesta potpredsednika u Skupštini
Insajder Video · 24K views

Mukadzi akauraiwa nescrewdriver ovigwa, "Ndaita mari nekukechwa kwaLillian" Guard wepabhawa otaura
Destiny TV · 28K views

"Akazviuraya nekuda kwaMai vake" Mwanasikana ane 15 years akazvicheka akanozviwisira muDam
Destiny TV · 9.9K views

Barca overturns early deficit: FC Barcelona vs. Villarreal | Matchday 13 | LALIGA | DAZN Highlights
DAZN Fußball · 762K views

Crush iri married 😃🤣😁😀@takurakachambwa
Gamuchirai Duve · 2.3K views

Mike 37 Vana Sekuru Varikuti Tinoda Mombe
TICHKACH MTV · 30K views

REGINA ON WHY-THOUGH PODCAST| BBL story|Comedy journey |Relationship with Kapfupi|Background
Mr Ridhikurasi · 6K views

USHEWEKUNZE:"Vanomurova maMbama,Habviswe tsvina,hagezwe"STEP MOTHER VOITIRA MWANA ANE 2 YRS HUTSINYE
HOT ZIM TRENDS · 41K views

MUREHWA | Murume akupa Girlfriend Imba YatakaShandira for 30 yrs
KUNASHE STUDIOS · 20K views

I NEVER FINISHED!: TINASHE MUGABE DNA SHOW S22 EP21
The Closure DNA Show · 121K views

Rusape:Mukadzi akauraya vana naiye ngaafe! Akaenda kujeri anenge achigeza nekudya asi vana vatofa
Destiny TV · 25K views

Zvinoyera zvinoshamisa zvinotyisa: Amai vakaurairwa vana vavo vaviri na Vimbai (stepmother) .
Tilder LIVE ZIM · 139K views

Maid anga avingei nhai 😜 & Murume wake akuti Mkadzi aripi 👐
Enifa Online · 17K views

Murume Uyu Handiguti Ba Kanhu Kake Kadiki. Mukadzi Orohwa Poto neChikomba Murume Ari muJeri - Nyanga
Nhimbe TV · 23K views