Ads skipped

Ndakarombeswa naMdzibaba, Dzidzai Kubva Kwandiri Mhuri YeZimbabwe

57K views · Feb 17, 2024 · People & Blogs

Comments · 519

  • @tafitembo · 2 years ago

    Mwari ratidzai simba renyu pamwana uyo pindirai Mwari ndanamata , Amen.

    26

  • @Emc-e3e · 2 years ago

    Maita basa nekuti zvichadzidzisawo vamwe. Inini ndine nyaya iri ku court yemunhu akanditsotsa mare zvinji zhinji. Vamwe vakati enda ku Nigeria vamwe vati kupi. Asi ini ndakasiyira Ishe. Ichokwadi kuti mukutsvaka kupona vakawanda vakazodemba. Mari hama dzangu unoshanda imwe. Vazhinji vanoti vanodzosa mare dzakabiwa havatauri  ma demands anozouya mberi. Ko kana madzibaba vakati munhu akatora mare yenyu ndiye akaita kudai mungaita nharo nazvo here, return to sender. Hama dzangu ngatidzidze idi. Sorry henyu mama. Ndinoshuwirawo kuti mupone.

    10

  • @DJTINDDOL3D · 2 years ago

    i feel the pain ... after loosing 3000 .. imagine the pain shes going through.... heish

    4

  • @nancysimbi6704 · 2 years ago

    😭😭😭 ndarwadziwa , ndofira hangu mugomo ndiri one on one na mwari wangu   ,

    41

  • @MufarowasheMinzwa · 2 years ago

    Lord give us the spirit of descentment don't let us be deceived like this 😢

    3

  • @nikkimasuku8042 · 2 years ago

    Khulunkulu wami siyasidinga isandla sakho ,kubo bonke abahluphekayo sifihle esandleni sakho.<br>Mkoma Robie makatumwa namwari kubatsira muri yeZim .Yero basa kwasa Tasvu ngakuendwe

    23

  • @rumbi6789 · 2 years ago

    Madzibaba ava ngavatsvagiwe &nbsp;vakaita hutsinye ,dai musina kudeleter no dzavo , im very sorry &nbsp;my sister&apos;

    16

  • @RumbidzaiMapfumo · 2 years ago

    Makatsvagigwa rubetsero nevanhu vakakubirai

    2

  • @NatieMajaya · 2 years ago

    Nekurwadza kunoita chi house girl ku south Africa ahhhh Mwari itai kuda kwenyu she worked hard for this money chi house girl ndochiziva ndirikutochiitawo musana unopisa uyu , Mwari kana makatsemura gugwa ,jonah akamedzwa nehove this situation idiki pamberi penyu amen

    2

  • @tausamhiri9709 · 2 years ago

    Kumwe kwese kunonyudza zvakuda kutsanya nekunamata mumweya nemuzvokadi zvinopera... Mark chapter 5 kune mukadzi aibuda ropa for 12 year anga azama zvese zvichiramba akazouya kuna Jesu zvikapera..

    5

  • @Monicanjaikiratvchannel · 2 years ago

    Taurai Zita ramdzibaba vacho

    32

  • @sleshoslesjo4515 · 2 years ago

    Kubhadhariswa, kuona zizi, kunzi kuenda kumakuva &nbsp;Hakuna madzibaba vakadaro. Mother ndivo vakangofunga kuti ndimadzibaba ivo vasiri

    17

Up next

LIVE

Footsteps Cut Short: The Day I Stepped on a Landmine Emotional Cde Chenjerai Takes Us Back

ZimNews Beat Tv · 2.7K views

LIVE

Part 2: Murume Wekudyisa MadziMai Nyama Mbishi Auya Kuzokumbira Ruregerero Kuna Gogo MaGumbo

SlyMediaTv The Biggest Online NewsChannel in Zim · 32K views

LIVE

PART 2 MARTHA....Adzoka NePant ReMurume Wake, Asi Sekuru Tasvu Vavhura Hombe Mudare: A MUST WATCH

ZimNews Beat Tv · 24K views

LIVE

Smith Ange Ane Budget Yekubhadhara Midzimu, Madzimambo Nekuti Aiziva Simba Ravo MuHondo YeChimurenga

ZimNews Beat Tv · 1.3K views

LIVE

Chitunha Chayichema Chichidikitira

SlyMediaTv The Biggest Online NewsChannel in Zim · 55K views

LIVE

HOME AWAY FROM HOME: Ndakaba Mombe Kumafuro

SlyMediaTv The Biggest Online NewsChannel in Zim · 18K views

LIVE

PART 2/3: Pain, Purpose, and Survival: Cde Sorry’s Liberation Journey

ZimNews Beat Tv · 7.2K views

LIVE

NHAMO Yandakaona Ngaiperere Pano PaDare RaTateguru Tasvu, Sekuru Vavhura Dare

ZimNews Beat Tv · 2.7K views

LIVE

How Egypt Built the Great Pyramid: The Lost Evidence

History & Civilizations · 1.3M views

LIVE

Confession; Harare Satanist: Christmas Special Edition

ZimNews Beat Tv · 19K views

LIVE

Trump launches sweeping new tariffs on China, India and the EU

Channel 4 News · 5.6K views

LIVE

Baba Vangu Vaichinja Mashizha Kuita Mari neMamwe Mashura, Tave Kutsvaga Munhu Wechirudzi Atibatsire

ZimNews Beat Tv · 50K views

LIVE

THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 6 (BOTA RAITODYIWA) #theclosurednashow #tinashemugabe

The Closure DNA Show · 140K views

LIVE

SEKURU TASVU: Musikana Akapengesa Hanzvadzi Yake

SlyMediaTv The Biggest Online NewsChannel in Zim · 29K views

LIVE

Ndini Jongwe Ririkukurudza Muno Mambo Voviruka neHasha. Cheni Dzochena Akananga Chikurubi - Saunyama

Nhimbe TV · 33K views

LIVE

NDAKAJOINISWA Group ReVaroyi NaMadzibaba

ZimNews Beat Tv · 39K views

LIVE

PART 4: Ndaneta Nekudya Nyama Dzevanhu, Amai VaMemo Pfee Mudare MaTateguru Tasvu

ZimNews Beat Tv · 8.3K views

LIVE

Trump imposes fresh tariffs on major trading partners

LBC and LBC America · 21K views

LIVE

Dare NeMashoko Makuru eNyika Kubva KuGokwe

ZimNews Beat Tv · 2.4K views

LIVE

Sekuru Tasvu Vobata Mukomana Ane 21 Years NeNyaya DzeSatanism Uyo Atambudza Mhuri

SlyMediaTv The Biggest Online NewsChannel in Zim · 93K views

YouTube, with the door locked.

Aegis plays a clean stream instead of YouTube's player, so pre-roll ads, trackers, and fingerprinting never ride along. Drop Shields any time if you want the official player back.