Ads skipped

DARE RACHIEF MAKONI: HANDITAMBIRE GUPURO PASINA ZVIPFEKO ZVEMUKATI

13K views · Nov 2, 2026 · People & Blogs

Comments · 87

  • @chungavincent7802 · 2 weeks ago (edited)

    Chief memaitadza nyaya iyi? Mkadzi haangomuka oti haachada murume nekuti abatwa Mumba muine munhu ka, orega kuteedza tsika dzenyu. ma problems kana aivepo aifanirwa kutaurira ana tete nana sekuru, u must take time to educate dunhu thru kutonga kwenyu, kungosvikira mumwe murume akagara ikoko, uri married aitsvagei workmate Mumba macho, hanti maibva matsiura aite semunhu akaroorwa here? Kuchengeta imba yake. yes hatimanikidze nurse vakuwana or kuonekera nekuwana ma workmates &nbsp;mayb at the expense ye sacrifec yaitwa nemurume wavo vaende kunursing. Tisinga kurudzire violence hedu bt ma cases evakadzi vanozouraiwa thru injustice seidzi think issue yekumarondera sometime back so, u must tsiura vanhu cz it&apos;s not fair zvaitwa apo hazvo. Baba wish u well musazotore henyu mutemo mumaoko enyu siirai Mwari vanogona kufunga vangwara nurse bt karma will visit hake to dat woman..... <br><br>Mambo hamungati hamusi kuda kunzwa nyaya dzakawanda munhu apotera ashaya justice kumhuri ka, ndopanobvunzwa hama dzese the processes akatorwa nababa ne role yekumhuri kwanatezvara kuti vakaitawo sei kugadzirisa mwana wavo nemukwasha, nt kuti tambira gupuro yes we can&apos;t force munhu hedu bt imagine kungomuka wakunzi handichada murume from nowhere, u have done injustice. Dai aasina kuroora ipapa makutaura zvemombe &nbsp;nerusambo. Makonewa chaizvo.......

    10

  • @queenchihera3661 · 3 weeks ago

    Pain yekurambwa nemunhu wawaendesa kuchikoro 😢

    9

  • @PhilemonDizhaMurambiwa · 2 weeks ago

    Chief Makoni endai mundodzidza kutonga kuna Chief &nbsp;Mutasa

    3

  • @ceciliazava7201 · 2 weeks ago

    Ich mag dieser Mambo der ist eindeutiger und komplikationsloser

  • @shupikaicharlesmwashusha6471 · 3 weeks ago

    Mukadzi haa nezvaari haachadi murume uyu

    6

  • @MaphewMashinya-x5e · 3 weeks ago

    Ministry of health ikuzviziva hre kuti mushonga ikuchengeterwa mu we wordrope

    4

  • @rumbigandiwa5227 · 2 weeks ago

    Mkadzi akuzviita weclass so sad uuum

    1

  • @MaxwellMunyayi · 3 weeks ago

    Mambo vanenge vakudawo Sabina

    4

  • @FlossieRemigio · 2 weeks ago

    Its hazvina mhosva for me

  • @queenchihera3661 · 3 weeks ago

    Hazvina mhosva for me😂😂

    1

  • @jealousmugauri2845 · 3 weeks ago

    Haaa kuda hako kuedza kuvandudza but mukadzi ukaroora fine grade7 siya akadaro. Chero achigona kuverenga

    2

  • @lilianmandere2213 · 2 weeks ago

    Sr Sabina ngwarirai defence yenyu practicing certificate inogona kutorwa

Up next

LIVE

LOTS OF LOVE😘: TINASHE MUGABE DNA SHOW S17 EP35 #dna

The Closure DNA Show · 178K views

LIVE

ADHARA KAAAAA:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 25 #theclosurednashow #tinashemugabe

The Closure DNA Show · 386K views

LIVE

HASHA DZEKUNYIMWA BOTA :THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 13 #theclosurednashow #tinashemugabe

The Closure DNA Show · 235K views

LIVE

GRANDMA DEMANDS DNA PROOF: TINASHE MUGABE DNA SHOW S18 EP28

The Closure DNA Show · 138K views

LIVE

Leeroy Kamusena On The Artist To Artist MonoCast With Mono Mukundu

Clive Mono Mukundu · 27K views

LIVE

MUTARE REMAND | CID YakazoBata Bhazi paNyika

KUNASHE STUDIOS · 79K views

LIVE

LOVE STARTED IN GRADE 5: TINASHE MUGABE DNA SHOW S14 EP29 #dnashow #youtube #tinashemugabe

The Closure DNA Show · 163K views

LIVE

WHY DID MY BABY REFUSE BREASTMILK? TINASHE MUGABE DNA SHOW S22 EP20

The Closure DNA Show · 151K views

LIVE

Chief Mutasa | Uri Mupurisa asi Nhasi NdokuSunga

KUNASHE STUDIOS · 319K views

LIVE

DNA TEST: Ma Twins Ndeani? 😱 Akatizira aine nhumbu yemumwe murume | Chief Chinamhora

LIVE PRIME TV · 23K views

LIVE

PREGNANT BUT REJECTED: TINASHE MUGABE DNA SHOW S22 EP9

The Closure DNA Show · 151K views

LIVE

THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 8 (JONGWE MUNHU HERE) #theclosurednashow #tinashemugabe

The Closure DNA Show · 586K views

LIVE

DARE RACHIEF MAKONI: MADZIBABA MUROYI

THE CLOSURE TV and The Closure DNA Show · 18K views

LIVE

MUREHWA | Justine akatengesa Village Rese kumaChina | CHIEF MANGWENDE

KUNASHE STUDIOS · 10K views

LIVE

MONTHS DON'T ADD UP: TINASHE MUGABE DNA SHOW S22 EP5

The Closure DNA Show · 189K views

LIVE

OPEN SECRET🔥: TINASHE MUGABE DNA SHOW S22 EP19

The Closure DNA Show · 196K views

LIVE

CHIEF MUTASA | Chirandu vaane 8yrs vasingape Mukadzi Bonde vachiti ndakaneta

KUNASHE STUDIOS · 63K views

LIVE

MUKADZI AFARA ZVISINGAITE PAAKAPIWA GUPURO MUDARE! ACHITI NDAKANGA NDAVE NE MAKORE 5 NO BOTA

SlyMediaTv The Biggest Online NewsChannel in Zim · 28K views

LIVE

ARIKURAMBA HAKE ASI NHASI MAKUSENI ATONDIKWIRA NYORO PASINA CONDOM(CHIEF NGEZI)

TINMEL Broadcast · 10K views

LIVE

MUTARE PRISON | Ndakanzi 9 years muJeri Ndakatarisa Baba vangu ndikachema

KUNASHE STUDIOS · 31K views

YouTube, with the door locked.

Aegis plays a clean stream instead of YouTube's player, so pre-roll ads, trackers, and fingerprinting never ride along. Drop Shields any time if you want the official player back.